By Fungisai Zvakavapano Mashavave
Interesting ! Ndarambirwa InnBucks deposit paPomona Chicken inn after showing them an electronic ID &passport, Hanzi toda kuona hard copy , Toziva sei kuti ndiwe muridzi wemadocuments aya? Apa I wanted kudepositer mari muaccount yangu. Maybe dai kwanga kuri kutora mari taiti pamwe varikutya kuti ndingangobe mari isiri yangu.
Ndashamisika but anga arikungoitawo basa rake mwana.
Unotopadzokera! But I am just wondering kuti what’s the use of technology and biometrics if big entities like these are still limiting customers to medieval ways of doing business?I even asked if I could use a certified photocopy and they said no… Is the certified copy not an equivalent to the hard copy?
Just thinking aloud.
No comments:
Write comments