Friday 16 August 2024

Count Your Blessings...


By Fungisai Zvakavapano Mashavave 

 Ukuona chii Wangu? Vanhu vanematambudziko kunze uko, kungoti havataure. Our society inokurudzira kusafukura hapwa saka usabva waona nhamo yako kunge Mt Kilimanjaro; as if ndiwe wega urikutambura pasi pano.

 Hapana chauchaona panyika chisati chambosanganikwa nacho nemumwe munhu. Ecclesiastes 1:9 This midnight , muka ugare, unyore Makomborero ako 1x1. Maproblems usamanyore because we don’t want to make them the centre of our life.

 Kana iri imba yekugara, vana, muchato? Chero dai wakatsvinyirwa ukasiiwa nevana, vana zvipo zvinobva kunaMwari, kutogona kuchengeta mhuri uri single parent? Chero dai wakafirwa chamhamha, kutosara kwako urimupenyu is a blessing you must count. Kuenda kuchikoro? Tenda Mwari, hutano? Kufema chaiko?( nekuti pane arikutotisiya izvezvi achida kurarama) kana dziri hembe kana sadza chairo. 

Zvishoma izvozvo zvekuti wamuka uchifema, get up and praise God! Chero ukanzi washaiwa mbereko, iwewe ndiwe utoripo neNyasha. List everything and realize how God has favoured you. Nhasi tirikungorumbidza nekutenda Mwari for every blessing we have received. Psalms 22: 3.

No comments:
Write comments

LOCAL NEWS