Monday 19 August 2024

Seek God's Guidance In Every Situation


Fungisai Zvakavapano Mashavave 

 Honaka iwe? Vanhu havatomborinei newe, vatori busy nezvavo. Usapedze nguva uchichemera vanhu kana kutsvaga kunzwirwa tsitsi navo.

 Varikutochemawo zvavo and havana nguva yezvako. It’s ok kuenda kwapastor but imbomuka iwewe this midnight hour uronge hupenyu hwako naMwari. Reason with him umutsanangurire kwaurikuda kusvika nehupenyu hwako. 

Forget zvevanhu vanokusema, kukutarisira pasi nekukudzikisira. Imbozvisimudzira nemunamato, Mwari vazadzise kuda kwavo muhupenyu hwako. It doesn’t matter, how dark, dull or uncertain your future appears today, kana Ukaita hukama naMwari, everything will work for good to you because you love Him.

 Even varikukuitira hutsinye nhasi vachifunga kuti zvavo zvirikufamba, vachashamisika on how everything will work to your advantage. 


Wadzingwa basa? Wabirwa? Washungurudzwa? Warambwa? Warwara? washaiswa mukana? waitwasei? Muka ubvunze Mwari plan yavakati vanayo for you. “For I know the plans I have for you,' declares the Lord, 'plans to prosper you and not to harm you, plans to give you a hope and a future. '” — Jeremiah 29:11 Muka utsvage plan kuna Mwari.

No comments:
Write comments

LOCAL NEWS