Tuesday 13 August 2024

Trust God In Every Situation : Fungisai

 Suicide is an evil spirit waiting for the slightest chance to rob you of your full potential. Akakuudza kuti kuseri kwehupenyu kurinani ndiyani? Ko akati ucharanba uchitambudzika hupenyu hwese ndiyani?  Hazvinei kuti chii chakuomera wangu , hupenyu hunoda munhu anoti ndinosvika kumapena chero nditambudzike sei. Better days are coming. As long as you still have breath in you, usaregera matambudziko achikutorera hupenyu nguva isati yakwana. Husiku hungareba kana kusviba sei, have that little hope yekubuda kwezuva. Mirira Mangwanani. Muka unamate ushandure zvakakuomera nemunamato. Kana vari vana, kana riri basa, chero urwere, whatever it is, Usaneta kureverera hupenyu hwako kuna iye Jesu akahufira pamuchinjikwa. This midnight hour, raise your faith a little bit more.Taura shoko raMwari into your life. Vaudze zvavakareva kuti vazviite nhasi. Isaaih 55 verse 11. Amen.


No comments:
Write comments

LOCAL NEWS