Friday 13 September 2024

Bitterness Ngaipere


By Dorcas Moyo 


 Bitterness Ngaipere


 Iam going to teach about BITTERNESS. Chii chinonzi bitterness? BITTERNESS imhando yehasha dzadzika midzi muvanhu vazhinji. Hasha idzi dzakakonzerwa nekurwadziswa. Ini ndinoti imhando yembeu yemidzwa yakadyarwa ikamera pamoyo. Wakarwadzisa zvekuti unoona sekuti it's unforgivable...


Vazhinji vane bitterness havagone kugamuchiradzidziso kubva kunevamwe. Nekuti anoti ndakatobvavo neko azvina kundishandira, haagoni zvekare kutaura zvinovaka kunevamwe nekuti she judges everything based on her past bad experiences. Munhu ari bitter is not even ready to try new things nekuti anotya kurwadziswa. Bitterness does not affect you alone but even everyone that come in conduct with you. Hebrews 12:15 says, see to it that no bitter root grows up to cause trouble and defile many. 


Vazhinji takarwadziswa muma previous marriages and relationships zvakuita tive nehasha. Takutora Abel wakatirwadziisa kumuita Paul who is coming with a word of marriage to you. Bitterness inokuita utadze kuona the right person or opportunity when it comes. Zvese izvozvo kwauri zviri wrong.Boaz chaiye paakauya wakatadza kuzviziva.  Business partner chaiye akatouya akaenda. 


Murume kana mudzimai waugere naye akakutadzira five years ago nanhasi nyaya iyoyo ichikukupa hasha zvekuti paunotanga kuitaura inoita sekunge akatadza nezuro. Madzimai forgiveness is not an option for the Christian, it is required and its step number one in removing bitterness. Ukaziva kuti Abel haasi Paul unowana peace.  A bitter heart finds no peace at all. COLOSSIANS 3:13 inoti Bear with each other and forgive what ever grievances you may have against one another. Forgive as the Lord forgave you. 


Gona kuregerera!!!


One thing I have discovered with bitterness is that it hinders your prayers thereby causing delays to your destiny. Life yemunhu ari bitter inoramba ichitenderera panzvimbo one. Business remunhu ari bitter does not grow. Ephesians 4:31 inobva, "yati get rid of all bitterness."


Hama dzangu we are God's vessels, and Mwari varikumada ma vessels ivavo to use them in His kingdom. But the vessels are full, they are occupied. Unless you empty the cup,you can not add anything to it. A plane can not land unless the one iripa position yairikufanirwa to land yaita take off. Otherwise inoramba irimudenga. Heaven is saturated with spiritual gifts but it can not release them because the vessels that are supposed to receive are full. Vadikani tinebasa rekuita muimba yaMwari. Amongst us are teachers, preachers, intercessors, and worshippers. But the destiny has been delayed because of bitterness...


Whatever you are going thru surrender it to God. The Load is not yours to carry, give it to the owner (Jesus Christ).


Tanga nekuregerera nhasi, Mwari vagokuregererawo. Be a prayerful person. Ukaziva kutaura naMwari kana wasangana nedambudziko you will live a bitterness free life. 


God bless you all.

No comments:
Write comments

LOCAL NEWS