Monday 16 September 2024

Essence Of True Friendship

 

By Dorcas Moyo 


Chii Chinonzi Shamwari????


Avoid friends that won't mention your name in a room full of opportunities. If the person you call yr friend is not concerned about yr future then they are not yr friend. Friendship is about building and  celebrating each other.


 Haaaa hushamwari kuumbana veduwee... Tambawo nemunhu anokuvaka, anokuwudza zviri kuitisa mari. Shamwari ngainzwe shungu nehupenyu hwako. The person must also be able kukutsiura (rebuke) kana wakanganisa. 


Pane musiyano pakati pekutandara mese  nekutamba mese. Tikapinda tese church hazvireve kuti tave shamwari. Tikatafamba tese in the same bus, hazvireve kuti we are friends. Ehe tinozivana but hatisi mashamwari. Ndine wandiri kutaura naye here pano? Shamwari munhu waunoudza zviri pasi pemoyo. Munhu anokuziva. A friend is someone asingamire pane vanenge vachikureva. Vanhu ngavato nyarara kana asvika. 


Iwewe unoitwa Entertainment pakudya mari dzavo vanhu vachitandadza pfungwa dzavo kuti vawane kufunga zvimwe zvine pundutso.


 Uri kusheedzwa kuti ndiperekedzewo kushopping. Kuswera muma shopping mall, shamwari ichiyedza nekutenga hembe, for what?? In the name of friendship??? 


Chako kupusha chingoro nekuvatakurira mabag ..

 Pavanoronga nekutsvaga mari yacho iwewe unosiiwa coz vanoti haubatsire. Kana vakuiita maparty they call you, wopihwa makey apanechikafu  


 Iwe unotoiona as a favour , hanzi haaaa vanodya mari yavo ndiripo.


Ko pavanoironga nekuita mari yacho unenge uripi??? 👀👀👀


Munhu vhurika pfungwa mhani


Ziva vanhu vaunotandara navo nevaunotamba navo. Chenjera kuzofunga kuti vanhu vacho vese vanokwana kwese(kutamba nekutandara, ayewa).


Kudanwa kunodya Mari hakusi kudiwa . Chinonzi kudiwa kudeedzwa kunoita pavanoronga how to make Mari..svinura mudikani...Dzidziswa mabatiro echirauro uendewo kudziva kunoraura..Dzidza kuendawo kunohodha madomasi wotengesa...


Blessed day...ndinokuda ndosaka ndakuudza hangu...

No comments:
Write comments

LOCAL NEWS