Thursday, 28 November 2024

Be Different



By Dorcas Moyo

MaVegetables anoisirwa manyowa akaora anonhuwa but yet pachibuda maVeggie ari fresh ari healthy. Muriwo unoramba kukanganiswa neEnvironment yakaora. 


Samuel akakurira paShiloh apa paive na Hophni and Phinehas vaiita zvakaipa but at that same place he became muporifita waMwari aibata basa zvakanaka. 1 Samuel 2:26 inoti “Iye mwana Samueri akaramba achikura, akadikanwa naJehovha uye navanhu” He was in favour both with the LORD, and also with men. Same mashoko iwawo they are also used to describe Jesu pana Luke 2:52 inoti He increased in wisdom and stature, and in favour with God and man.


Zvinogoneka kuti uri munyika yaipa zvekudaro you can be different ugofadza Mwari pamwe chete nevanhu. (not just kufadza vanhu chete – because izvozvo hazvinetse, but kufadza Mwari kutanga then vanhu). 


Nathanael paanoudzwa na Philip kuti tawana Jesu weNazareta uyo akanyorwa nezvake naMoses nevaporofita, he responds nemubvunzo akati kune chinhu chakanaka chingabva Nazareta here? (John 1:45-46). Nathanael didn’t expect anything good to come out of Nazareth yet ndiko kwakabva Jesu. So its possible that you be good yet uchibva kunzvimbo ine vaiti vezvakaipa, its possible kutya Mwari yet coming from a family background isinganamatwe


Noah was righteouss munyika yakaipa. Lot was righteous muSodom yakaipa, Samuel akava a good prophet from an environment ine nhubu, You can be different.


Romans 12:2 yoti Musaenzaniswa nenyika ino, asi mushandurwe murangariro wenyu uchivandudzwa kuti muidze muziva kuda kwaMwari kwanakanaka, kunofadza, kwakakwana 

(And be not conformed to this world: but be ye transformed by the renewing of your mind, that ye may prove what is that good, and acceptable, and perfect, will of God.)

No comments:
Write comments

LOCAL NEWS