Monday 4 November 2024

True Friendship

Daily Teaching With Dorcas Moyo 



 Vanokuda uine pfuma

.

2 Kings 7:9-12

.

Team yaiva nemaperembudzi musi wavawana chikafu vakagashirwa paIsraeri. Chakaita vagare kunze kweguta maperembudzi kwete kushaya chikafu. However, musi wavanowana chikafu changa chanetsa muguta vanodzokera muguta. They were happily accepted by everyone. 

.

As you grow financially shamwari dzinowanda and they accept you zvakanyanya. Kumwe kushaya vanokuda nhasi inhau yekuti uri murombo. Chero pakaungana vanhu kana usina pfuma ukataurawo point ine musoro inogona kushaya anotsigira, advice inoita kunge jealous. Kunyatsotsiura munhu zvinoita kunge jealous nokuti hauna. Ndozvinoita kushaiwa. Vakuwasha kana varoora varombo on a family gathering vanoshanda kunge varikuripa ngozi, vane mari vagere. Uuuuum kushaya ma1.

.

The leprosy guys were one minute outcasts but the other minute celebrities. Handina pandanzwa kuti vakapora vawana chikafu kunze kwemusasa. Vakadzoka kwavanga vambodzingwa coz vanga vawana solution to the problem yaiva paIsraeri. Pfuma yakanaka ane mari chero akakosora pakupa speech vanhu vanoombera. Hama yangu tarisa vakakukomberedza varikuda iwe here or zvaunazvo. Vanokuti, 'Bla Josh' haisi nyaya yepfuma or tumari twako here, kana yapera you become an outcast. Mwari atibatsire tiwanewo zvinotiringana, vazhinji tanzwa nekusekwa uye kusemwa nekuti hatina... Haaa ndinobatikana nenhau inoitwa vanoshaya...Mwari tibatsirei tigone kudanana chero ndisina chinhu.... Amen.

No comments:
Write comments

LOCAL NEWS