Genesis 37:31 ►
And they took Joseph's coat, and killed a kid of the goats, and dipped the coat in the blood.
Jacob anobata bachi kwakuona kuti ndera Joseph but ropa rakange riri pabachi haana kuziva kuti ndere nhongo yembudzi. Madzikoma aJoseph lied that Joseph was eaten by wild animals, vakatora bachi vakari umburudza muropa. Jacob akatora nguva yakareba achichema mwana mupenyu because of wrong evidence.Bachi rinogona kunge riri raJoseph but before you pass your judgment nzvera ropa kuti ndera Joseph here or ndere nhongo....Taneta nekunyeperwa nekuudzwa zvisizvo tozvitenda..Mwari tipeiwo moyo unonzveraa nekuziva chokwadi..
Uyuwo Isaac anoti, "The skin is for Esau(bachi) but the voice is for Jacob(blood). Before you do a good thing for wrong people, nzvera! A lot of people are pretending to be who they are not! Their outside appearance is Esau but their inner person is carrying the voice of Jacob*
There is nothing wrong in bringing people close to you, nothing in helping them but tanga wanzvera kuti Ganda ne izwi zvirikuenderana here or some people are just pretending!..
blessed day...Pihwa mweya wekunzveraaa #mhanzahaisekwe#
No comments:
Write comments